Ʋatoŋgi 1:13 - Shona BIBLE13 Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, munun'una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Otnieri, mŋanakomana waKenazi, munuŋuna waKarebi, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Aksa, akaʋa mukadzi wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Otinieri, mwanakomana waKenazi, mun'una waKarebhu, akarikunda; iye akamupa mukunda wake Akisa, akava mukadzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Otinieri mwanakomana waKenazi munun'una waKarebhu ndiye akarikurira. Karebhu ndokumupa mwanasikana wake Akesa kuti ave mukadzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Otinieri mwanakomana waKenazi munun'una waKarebhu ndiye akarikurira. Karebhu ndokumupa mwanasikana wake Akesa kuti ave mukadzi wake. Viz kapitola |