Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 1:12 - Shona BIBLE

12 Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati–seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Karebi akati: Munhu unorwa neKiriati‐seferi, akarikunda, ndicamupa mukunda waŋgu Aksa, aʋe mukadzi wake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Karebhu akati, “Munhu unorwa neKiriati-seferi, akarikunda, ndichamupa mukunda wangu Akisa, ave mukadzi wake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Karebhu akanga ati, “Anenge arwisa Kiriatiseferi akarikurira ndinomupa mwana wangu Akesa kuti ave mukadzi wake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Karebhu akanga ati, “Anenge arwisa Kiriatiseferi akarikurira ndinomupa mwana wangu Akesa kuti ave mukadzi wake.”

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 1:12

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy