Ʋatoŋgi 1:1 - Shona BIBLE1 Zvino Joshua wakati afa, vana VaIsiraeri vakabvunza Jehovha, vakati, “Ndianiko kwatiri anofanira kutanga kundorwa naVaKenani?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Joshua wakati afa, ʋana ʋaIsraeri ʋakabvunza Jehova, ʋakati: Ndianiko kwatiri unofanira kutaŋga kundorwa naʋaKanani? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Joshua wakati afa, vana vaIsiraeri vakabvunza Jehovha, vakati, “Ndianiko kwatiri anofanira kutanga kundorwa navaKenani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino kuzoti Joshuwa afa, vaIsiraeri vakabvunza kuna Tenzi vachiti, “Ndivanaani pakati pedu vanofanira kutanga kundorwisa vaKanani?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino kuzoti Joshuwa afa, vaIsiraeri vakabvunza kuna Tenzi vachiti, “Ndivanaani pakati pedu vanofanira kutanga kundorwisa vaKanani?” Viz kapitola |