ƲaRoma 9:4 - Shona BIBLE4 ndivo VaIsiraeri; kuva vana, nokubwinya, nesungano, nokupiwa murairo, nokunamata Mwari, nezvipikirwa, ndezvavo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndiʋo ʋaIsraeri; kuʋa ʋana, nokubginya, nesuŋgano, nokupiwa murairo, nokunamata Mŋari, neɀipikirwa, ndeɀaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ndivo vaIsiraeri; kuva vana, nokubwinya, nesungano, nokupiwa murayiro, nokunamata Mwari, nezvipikirwa, ndezvavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ivava vaIsiraeri uye ndivo vana vane mbiri, vakaitwa navo zvitenderano vakapiwa mutemo, vanamati vane zvavakapikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ivava vaIsiraeri uye ndivo vana vane mbiri, vakaitwa navo zvitenderano vakapiwa mutemo, vanamati vane zvavakapikirwa. Viz kapitola |