ƲaRoma 9:33 - Shona BIBLE33 Sezvazvakanyorwa zvichinzi, “Tarira, ndinoisa paZioni ibwe rokugumbusa, nedombo rokupinganidza; Anotenda kwaari, haanganyadziswi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Tarira, ndinoisa paZioni ibge rokugumbusa, neɗombo rokupiŋganidza; Unotenda kwaari, haaŋganyadziswi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Sezvazvakanyorwa zvichinzi, “Tarira, ndinoisa paZioni ibwe rokugumbusa, nedombo rokupinganidza; Anotenda kwaari, haanganyadziswi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “Hezvo ndaisa dombo muZioni richaita kuti vazhinji vagumburwe ibwe richaita kuti vaputsike. Anotenda maari haazonyadziswi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona33 sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi: “Hezvo ndaisa dombo muZioni richaita kuti vazhinji vagumburwe ibwe richaita kuti vaputsike. Anotenda maari haazonyadziswi.” Viz kapitola |