Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:27 - Shona BIBLE

27 NaIsaya anodana pamusoro paVaIsiraeri, achiti, “Kana kuwanda kwavana VaIsiraeri kwakaita sejecha regungwa, vakasara ndivo vachaponeswa;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 NaIsaya unoɗana pamsoro paʋaIsraeri, aciti: Kana kuwanda kwaʋana ʋaIsraeri kwakaita sejeca reguŋgwa, ʋakasara ndiʋo ʋacaponeswa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 NaIsaya anodana pamusoro pavaIsiraeri, achiti, “Kana kuwanda kwavana vaIsiraeri kwakaita sejecha regungwa, vakasara ndivo vachaponeswa;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Isaya anodaidzirawo nezvavaIsiraeri achiti, “Kunyange zvazvo vaIsiraeri vowanda sejecha rogungwa asi katsama kavo ndiko chete kachaponeswa

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Isaya anodaidzirawo nezvavaIsiraeri achiti, “Kunyange zvazvo vaIsiraeri vowanda sejecha rogungwa asi katsama kavo ndiko chete kachaponeswa

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy