Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 9:16 - Shona BIBLE

16 Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Naiɀoɀo haɀibʋi kunounoɗa, kana kunounomhanya, asi kunaMŋari, munzwiri weŋgoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 9:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy