ƲaRoma 8:7 - Shona BIBLE7 nokuti kufunga kwenyama kunovengana naMwari; nokuti hakuzviisi pasi pomurairo waMwari; hakugoniwo; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 nokuti kufuŋga kwenyama kunoʋeŋgana naMŋari; nokuti hakuɀiisi pasi pomurairo waMŋari; hakugoni ʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 nokuti kufunga kwenyama kunovengana naMwari; nokuti hakuzviisi pasi pomurayiro waMwari; hakugoniwo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 nokuti mwoyo wakapindwa nezvenyama unovengana naMwari, hauzviisi pasi pomutemo waMwari. Izvo zviri izvowo, haungakwanisi kuita saizvozvo. Viz kapitola |