ƲaRoma 8:36 - Shona BIBLE36 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Nokuda kwenyu tinourayiwa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Nokuɗa kwenyu tinoʋurawa zuʋa rose; Takanzi tiri makwai anoɓayiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Nokuda kwenyu tinourawa zuva rose; Takanzi tiri makwai anobayiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 sokunyorwa kwazvakaitwa, “Tiri kuurairwemi zuva rose, tinoonekwa sehwai dzokubaya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 sokunyorwa kwazvakaitwa, “Tiri kuurairwemi zuva rose, tinoonekwa sehwai dzokubaya?” Viz kapitola |