ƲaRoma 8:35 - Shona BIBLE35 Ndianiko achatiparadzanisa norudo rwaKristu? Kutambudzika, kana nhamo, kana kuvengwa, kana nzara, kana kushayiwa zvokufuka, kana njodzi, kana munondo here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ndianiko ucatiparadzanisa noruɗo rwaKristu? Kutambudzika, kana nhamo, kana kuʋeŋgwa, kana nzara, kana kushaiwa ɀokufuka, kana njodzi, kana munondo here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Ndianiko achatiparadzanisa norudo rwaKristu? Kutambudzika, kana nhamo, kana kuvengwa, kana nzara, kana kushayiwa zvokufuka, kana njodzi, kana munondo here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Ndiani angatiparadzanise norudo rwaKristu? Kutambudzika here kana kuti nhamo, kana kushushwa here kana nzara kana kushaya zvokupfeka here kana pfumvu kana hondo yebakatwa here: Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Ndiani angatiparadzanise norudo rwaKristu? Kutambudzika here kana kuti nhamo, kana kushushwa here kana nzara kana kushaya zvokupfeka here kana pfumvu kana hondo yebakatwa here: Viz kapitola |