ƲaRoma 8:19 - Shona BIBLE19 Nokuti zvisikwa zvinotarisisa zvikuru zvichimirira kuratidzwa kwavanakomana vaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Nokuti ɀisikwa ɀinotarisisa ɀikuru ɀicimirira kuratidzwa kwaʋanakomana ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Nokuti zvisikwa zvinotarisisa zvikuru zvichimirira kuratidzwa kwavanakomana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvisikwa zvose zviri kumirira zvichisuwira kwazvo kuratidzwa kwavana vaMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvisikwa zvose zviri kumirira zvichisuwira kwazvo kuratidzwa kwavana vaMwari, Viz kapitola |