ƲaRoma 7:6 - Shona BIBLE6 Asi zvino takasunungurwa pamurairo, takafa kuna izvozvo zvatakanga takasungwa nazvo; naizvozvo tinobatira Mwari nomweya mutsva, tisingabatiri nezvakanyorwa zvakare. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Asi ɀino takasunuŋgurwa pamurairo, takafa kunaiɀoɀo ɀatakaŋga takasuŋgwa naɀo; naiɀoɀo tinoɓatira Mŋari nomŋeya mutȿa, tisiŋgaɓatiri neɀakanyorwa ɀakare. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Asi zvino takasunungurwa pamurayiro, takafa kuna izvozvo zvatakanga takasungwa nazvo; naizvozvo tinobatira Mwari nomweya mutsva, tisingabatiri nezvakanyorwa zvakare. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Asi iye zvino takasunungurwa kumutemo. Kune chinhu chiya chakanga chakatibata uranda, tave vanhu vakafa, zvokuti hatichashanda tiri pasi pomutemo wakare wakanyorwa asi muupenyu hutsva hwaMweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Asi iye zvino takasunungurwa kumutemo. Kune chinhu chiya chakanga chakatibata uranda, tave vanhu vakafa, zvokuti hatichashanda tiri pasi pomutemo wakare wakanyorwa asi muupenyu hutsva hwaMweya. Viz kapitola |