ƲaRoma 7:11 - Shona BIBLE11 nokuti zvivi zvakawana nzira nomutemo, zvikandinyengera, zvikandiuraya nawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 nokuti ɀiʋi ɀakawana nzira nomutemo, ɀikandinyeŋgera, ɀikandiʋuraya nawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 nokuti zvivi zvakawana nzira nomutemo, zvikandinyengera, zvikandiuraya nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokuti chitadzo pachakawana mukana nomumutemo chakandinyengedza chikandiuraya nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 nokuti chitadzo pachakawana mukana nomumutemo chakandinyengedza chikandiuraya nawo. Viz kapitola |