ƲaRoma 7:10 - Shona BIBLE10 nomutemo iwo waifanira kuisa kuupenyu, ndakauwana uchiisa kurufu; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nomutemo iwo waifanira kuisa kuʋupenyu, ndakauwana uciisa kurufu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nomutemo iwo waifanira kuisa kuupenyu, ndakauwana uchiisa kurufu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Iwo mutemo chaiwo wakatsidzira upenyu ndiwo wakatova rufu kwandiri, Viz kapitola |