ƲaRoma 6:5 - Shona BIBLE5 Nokuti kana takava vamwe naye pakufanana naye parufu rwake, tichadarowo pakumuka kwake; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti kana takaʋa ʋamŋe naye pakufanana naye parufu rwake, ticaɗaro ʋo pakumuka kwake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti kana takava vamwe naye pakufanana naye parufu rwake, tichadarowo pakumuka kwake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana takabatana naye murufu rwaakaita serwake tichabatanawo naye mukumuka kwaakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana takabatana naye murufu rwaakaita serwake tichabatanawo naye mukumuka kwaakaita. Viz kapitola |