ƲaRoma 6:21 - Shona BIBLE21 Zvino maiva nezvibereko zveiko panguva iyo pazvinhu izvo zvamunonyadziswa nazvo zvino? Nokuti kuguma kwazvo ndirwo rufu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino maiʋa neɀiɓereko ɀeiko paŋguʋa iyo paɀinhu iɀo ɀamunonyadziswa naɀo ɀino? Nokuti kuguma kwaɀo ndirwo rufu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Zvino maiva nezvibereko zveiko panguva iyo pazvinhu izvo zvamunonyadziswa nazvo zvino? Nokuti kuguma kwazvo ndirwo rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi chii chamakawana muzvinhu izvozvo zvamavakutonyara nazvo. Mugumo wazvo rufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi chii chamakawana muzvinhu izvozvo zvamavakutonyara nazvo. Mugumo wazvo rufu. Viz kapitola |