ƲaRoma 5:3 - Shona BIBLE3 Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumatambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀisati ɀiri iɀo ɓedzi, asi ŋgatifare ʋo mumaɗambudziko, ticiziʋa kuti kutambudzika kunoʋuyisa kutsuŋgirira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvisati zviri izvo bedzi, asi ngatifarewo mumadambudziko, tichiziva kuti kutambudzika kunouyisa kutsungirira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kwete izvozvo zvoga asi kuti tinotofara mumatambudziko edu nokuti tinoziva kuti kutambudzika kunopa munhu kutirira Viz kapitola |