Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 5:14 - Shona BIBLE

14 Asi rufu rwakabata ushe kubva kuna Adhamu kusvikira kuna Mosesi, kunyangwe napakatiwo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo waakanga achizouya.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Asi rufu rwakaɓata ʋushe kubva kunaAdama kuȿikira kunaMosesi, kunyaŋge napakati ʋo paʋasina‐kutadza nokuɗarika kwaAdama, waiʋa mufananidzo wowakaŋga acizoʋuya.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Asi rufu rwakabata ushe kubva kuna Adhamu kusvikira kuna Mosesi, kunyange napakatiwo pavasina kutadza nokudarika kwaAdhamu, waiva mufananidzo woakanga achizouya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Asi rufu rwaitonga kubvira kuna Adhamu kusvika kuna Mosesi, ruchitonga kunyange vane zvitadzo zvisina kuenzana kukura nezvaAdhamu aiva mumvuri wouyo aizouya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Asi rufu rwaitonga kubvira kuna Adhamu kusvika kuna Mosesi, ruchitonga kunyange vane zvitadzo zvisina kuenzana kukura nezvaAdhamu aiva mumvuri wouyo aizouya.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 5:14

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy