ƲaRoma 5:13 - Shona BIBLE13 nokuti murairo usati wavapo, zvivi zvakanga zviri panyika; asi zvivi hazviverengerwi munhu, kana kusina murairo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 nokuti murairo usati waʋa’po, ɀiʋi ɀakaŋga ɀiri panyika; asi ɀiʋi haɀiʋereŋgerwi munhu, kana kusinomurairo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 nokuti murayiro usati wavapo, zvivi zvakanga zviri panyika; asi zvivi hazviverengerwi munhu, kana kusina murayiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Chitadzo chakanga chatova panyika Mutemo usati wapiwa. Hapana chitadzo kana pasina mutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Chitadzo chakanga chatova panyika Mutemo usati wapiwa. Hapana chitadzo kana pasina mutemo. Viz kapitola |