ƲaRoma 4:6 - Shona BIBLE6 Sezvinorevawo Dhavhidhi, kuti akaropafadzwa munhu anonzi naMwari akarurama, kunze kwamabasa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Seɀinoreʋa ʋo Davidi, kuti wakaropafadzwa munhu unonzi naMŋari wakarurama, kunze kwamaɓasa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Sezvinorevawo Dhavhidhi, kuti akaropafadzwa munhu anonzi naMwari akarurama, kunze kwamabasa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Saizvozvo Dhavhidhi anoti akakomborerwa zvake munhu anonzi naMwari akarurama iye asina mabasa aakaita achiti, Viz kapitola |