ƲaRoma 4:23 - Shona BIBLE23 Zvino hazvina kunyorwa nokuda kwake bedzi, kuti “Zvikanzarwo kwaari;” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino haɀina‐kunyorwa nokuɗa kwake ɓedzi, kuti ɀakanzarwo kwaari; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvino hazvina kunyorwa nokuda kwake bedzi, kuti “Zvikanzarwo kwaari;” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi mazwi aya anoti, “Chakaita kuti vanzi” haana kunyorerwa kuti areve ivo voga Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi mazwi aya anoti, “Chakaita kuti vanzi” haana kunyorerwa kuti areve ivo voga Viz kapitola |