ƲaRoma 4:17 - Shona BIBLE17 (sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ndakakuita baba vamarudzi mazhinji”) pamberi paiye waakatenda, iye Mwari anopa vakafa upenyu, nokudana zvisipo sezvinenge zviripo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 (seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ndakakuita ɓaɓa ʋamarudzi mazhinji) pamberi paiye waakatenda, iye Mŋari unopa ʋakafa ʋupenyu, nokuɗana ɀisi’po seɀineŋge ɀiri’po. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 (sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Ndakakuita baba vamarudzi mazhinji”) pamberi paiye waakatenda, iye Mwari anopa vakafa upenyu, nokudana zvisipo sezvinenge zviripo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Ndakakuita baba wamarudzi mazhinji.” Abhurahamu akava nechitendero pamberi paMwari anomutsa vakafa uye anosika zvinhu zvisati zvambovapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Ndakakuita baba wamarudzi mazhinji.” Abhurahamu akava nechitendero pamberi paMwari anomutsa vakafa uye anosika zvinhu zvisati zvambovapo. Viz kapitola |