ƲaRoma 4:15 - Shona BIBLE15 nokuti murairo unouyisa kutsamwa; asi pasina murairo hapana kudarikawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 nokuti murairo unoʋuyisa kutsamŋa; asi pasinomurairo hapana‐kuɗarika ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 nokuti murayiro unouyisa kutsamwa; asi pasina murayiro hapana kudarikawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 nokuti mutemo unounza chirango asi pasina mutemo hapana kudarika mutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 nokuti mutemo unounza chirango asi pasina mutemo hapana kudarika mutemo. Viz kapitola |