ƲaRoma 4:12 - Shona BIBLE12 ave baba vokudzingiswa kuna ivo vasina kudzingiswa bedzi, asi vanofambawo mumakwara okutenda kwababa vedu Abhurahamu, kwavaiva nako vasati vadzingiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 aʋe ɓaɓa ʋokudziŋgiswa kunaiʋo ʋasina‐kudziŋgiswa ɓedzi, asi ʋanofamba ʋo mumakwara okutenda kwaɓaɓa ʋeɗu Abrahama, kwaʋaiʋa nako ʋasati ʋadziŋgiswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 ave baba vokudzingiswa kuna ivo vasina kudzingiswa bedzi, asi vanofambawo mumakwara okutenda kwababa vedu Abhurahamu, kwavaiva nako vasati vadzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Nenzira imwecheteyo akave baba wavakadzingiswa vasina kungodzingiswa chete asi vanotevedzerawo muenzaniso wechitendero chaiva nababa vedu Abhurahamu asati adzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Nenzira imwecheteyo akave baba wavakadzingiswa vasina kungodzingiswa chete asi vanotevedzerawo muenzaniso wechitendero chaiva nababa vedu Abhurahamu asati adzingiswa. Viz kapitola |