ƲaRoma 3:7 - Shona BIBLE7 Zvino kana chokwadi chaMwari chawanzwa nenhema dzangu, iye akakudzwa nazvo, ko neniwo ndichatongerwei somutadzi? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino kana ɀokwaɗi yaMŋari yawanzwa nenhema dzaŋgu, iye akakudzwa naɀo, ko neni ʋo ndicatoŋgerwei somutadzi? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Zvino kana chokwadi chaMwari chawanzwa nenhema dzangu, iye akakudzwa nazvo, ko neniwo ndichatongerwei somutadzi? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Ko zvino kana nhema dzangu dzichiita kuti chokwadi chaMwari chinyatsobuda pachena, zvichiita kuti Mwari arumbidzwe, chandinopirwa mhosva yokuti ndiri mutadzi chii? Viz kapitola |