ƲaRoma 3:5 - Shona BIBLE5 Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here, zvaanoita nehasha? (Ndinotaura nokutaura kwomunhu.) Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana kusarurama kweɗu kuciratidza kururama kwaMŋari, ticatiyiko? Kuti Mŋari haana‐kururama here, ɀaanoita nehasha? (Ndinotaura nokutaura kwomunhu.) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here, zvaanoita nehasha? (Ndinotaura nokutaura kwomunhu.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ko zvino kana uipi huchiratidza ururami hwaMwari, zvino toti kudini? Tingati Mwari akaipa here kana otiranga (ndiri kutaura somunhu?) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ko zvino kana uipi huchiratidza ururami hwaMwari, zvino toti kudini? Tingati Mwari akaipa here kana otiranga (ndiri kutaura somunhu?) Viz kapitola |