ƲaRoma 3:4 - Shona BIBLE4 Haisva! Mwari ngaave wachokwadi, asi vanhu vose vave venhema; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutonga kwenyu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Haiȿa! Mŋari ŋgaaʋe waɀokwaɗi, asi ʋanhu ʋose ʋaʋe ʋenhema; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutoŋga kwenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Haisva! Mwari ngaave wachokwadi, asi vanhu vose vave venhema; sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Kuti mururamiswe pamashoko enyu, Mukunde pakutonga kwenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kwete, hazvidaro, Mwari anofanira kuva pachokwadi kunyange vanhu vose vakave venhema, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kana motaura, zvinobuda pachena kuti ndicho chokwadi kana mukapinzwa dare munobuda musina mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kwete, hazvidaro, Mwari anofanira kuva pachokwadi kunyange vanhu vose vakave venhema, sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Kana motaura, zvinobuda pachena kuti ndicho chokwadi kana mukapinzwa dare munobuda musina mhosva.” Viz kapitola |