ƲaRoma 3:26 - Shona BIBLE26 kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 kuti kururama kwake kuratidzwe neŋguʋa ino, kuti arurame iye amene, ʋuye aruramise uyo unotenda kunaJesu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 kuti kururama kwake kuratidzwe nenguva ino, kuti arurama iye amene, uye aruramise uyo unotenda kuna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 kuti aratidze iye zvino kuti iye akarurama uye kuti anoruramisa munhu anotenda muna Jesu. Viz kapitola |