ƲaRoma 2:29 - Shona BIBLE29 asi muJudha ndiye uri muJudha nechomukati; nokudzingiswa ndiko kwomwoyo, mumweya, kusati kuri kwezvakanyorwa; iye haarumbidzwi navanhu, asi naMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 asi muJuda ndiye uri muJuda necomukati; nokudziŋgiswa ndiko kwomŋoyo, mumŋeya, kusati kuri kweɀakanyorwa; iye haarumbidzwi naʋanhu, asi naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 asi muJudha ndiye uri muJudha nechomukati; nokudzingiswa ndiko kwomwoyo, mumweya, kusati kuri kwezvakanyorwa; iye haarumbidzwi navanhu, asi naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 MuJudha chaiye muJudha ari muJudha mukati; saizvozvowo kudzingiswa kwechokwadi chinhu chomumwoyo chezvomweya kwete chokutevedza zvakanyorwa chete. Kurumbidzwa kwake kunobva kuna Mwari kwete kuvanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 MuJudha chaiye muJudha ari muJudha mukati; saizvozvowo kudzingiswa kwechokwadi chinhu chomumwoyo chezvomweya kwete chokutevedza zvakanyorwa chete. Kurumbidzwa kwake kunobva kuna Mwari kwete kuvanhu. Viz kapitola |