ƲaRoma 2:21 - Shona BIBLE21 zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti, “Munhu arege kuba,” unobireiko iwe? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 ɀino iwe unodzidzisa mumŋe, unoregereiko kuɀidzidzisa? Iwe unoparidza kuti munhu arege kuɓa, unoɓireiko iwe? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 zvino iwe unodzidzisa mumwe, unoregereiko kuzvidzidzisa? Iwe unoparidza kuti, “Munhu arege kuba,” unobireiko iwe? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 zvino iwe kana uri munhu anodzidzisa vamwe kudai haukwanisi here kuzvidzidzisa iwe pachako? Kana iwe uchidzidzisa vamwe kusaba ndiwe woba here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 zvino iwe kana uri munhu anodzidzisa vamwe kudai haukwanisi here kuzvidzidzisa iwe pachako? Kana iwe uchidzidzisa vamwe kusaba ndiwe woba here? Viz kapitola |