Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 2:15 - Shona BIBLE

15 nokuti vanoratidza basa romurairo wakanyorwa mumwoyo yavo, hana yavo ichipupura pamwechete nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza;)

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 nokuti ʋanoratidza ɓasa romurairo wakanyorwa mumŋoyo yaʋo, hana yaʋo icipupura pamŋe cete naɀo, neɀaʋanofuŋga pakati paʋo ɀiciʋapa mhoȿa kana kuʋapembedza;)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 nokuti vanoratidza basa romurayiro wakanyorwa mumwoyo yavo, hana yavo ichipupura pamwechete nazvo, nezvavanofunga pakati pavo zvichivapa mhosva kana kuvapembedza;)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vanoratidza kuti zvinodiwa nomutemo zvakanyorwa mumwoyo yavo. Hana dzavowo dzinovatsigira nokuvapupurira izvozvo. Pfungwa dzavo dzinenge dzichirwisana pachadzo pamwe dzichivapa mhosva pamwe dzichivareverera

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vanoratidza kuti zvinodiwa nomutemo zvakanyorwa mumwoyo yavo. Hana dzavowo dzinovatsigira nokuvapupurira izvozvo. Pfungwa dzavo dzinenge dzichirwisana pachadzo pamwe dzichivapa mhosva pamwe dzichivareverera

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 2:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy