ƲaRoma 2:14 - Shona BIBLE14 (nokuti kana vahedheni vasina murairo vachiita pachavo zvinhu zvomurairo, vava murairo wavo vamene; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 (nokuti kana ʋahedeni ʋasinomurairo ʋaciita pacaʋo ɀinhu ɀomurairo, ʋaʋa murairo waʋo ʋamene; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 (nokuti kana vahedheni vasina murayiro vachiita pachavo zvinhu zvomurayiro, vava murayiro wavo vamene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kana vechirudzi, vasiri pasi pomutemo, vachichengeta mutemo, kuri kuita zviri muropa ravo, vachitevedza zvinodiwa nomutemo, ndivo vava kutozvitungamirira somutemo kunyange zvazvo vasiri pasi pomutemo. Viz kapitola |