ƲaRoma 2:10 - Shona BIBLE10 asi kubwinya, nokukudzwa, norugare kune mumwe nomumwe anoita zvakanaka, kumuJudha pakutanga, nomuGirikiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 asi kubginya, nokukudzwa, norugare kunomumŋe nomumŋe unoita ɀakanaka, kumuJuda pakutaŋga, nomuGiriki ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 asi kubwinya, nokukudzwa, norugare kune mumwe nomumwe anoita zvakanaka, kumuJudha pakutanga, nomuGirikiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi munhu wose anoita zvakanaka achawana mbiri norukudzo norugare zvichitangirawo kumuJudha tevere muGiriki, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi munhu wose anoita zvakanaka achawana mbiri norukudzo norugare zvichitangirawo kumuJudha tevere muGiriki, Viz kapitola |