ƲaRoma 10:4 - Shona BIBLE4 Nokuti Kristu ndimugumo womurairo, kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Nokuti Kristu ndimugumo womurairo, kuti mumŋe nomumŋe unotenda aruramiswe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Nokuti Kristu ndimugumo womurayiro, kuti mumwe nomumwe anotenda aruramiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kristu ndiye akagumisa mutemo kuti munhu wose ane chitendero aruramiswe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kristu ndiye akagumisa mutemo kuti munhu wose ane chitendero aruramiswe. Viz kapitola |