ƲaRoma 1:28 - Shona BIBLE28 Sezvavakanga vasingadi kugara vachiziva Mwari, Mwari akavaisa kumurangariro wakarasika, kuti vaite zvisakafanira; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Seɀaʋakaŋga ʋasiŋgaɗi kugara ʋaciziʋa Mŋari, Mŋari akaʋaisa kumuraŋgariro wakarashika, kuti ʋaite ɀisakafanira; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Sezvavakanga vasingadi kugara vachiziva Mwari, Mwari akavaisa kumurangariro wakarasika, kuti vaite zvisakafanira; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Saizvozvo nokuti havana kuona chiri chinhu chinokodzera kuti vazive Mwari; Mwari akavaregawo vachiva nepfungwa yakaora nokusazvibata. Viz kapitola |