ƲaRoma 1:27 - Shona BIBLE27 saizvozvo vanhurumewo vakasiya basa rakasikirwa munhukadzi, vakakundwa nokuchiva pakati pavo, vanhurume vachiita zvinonyadza navanhurume, vakapiwa mukati mavo mubairo wakafanira wokurasika kwavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 saiɀoɀo ʋanhurume ʋo ʋakasiya ɓasa rakasikirwa munhukadzi, ʋakakundwa nokuciʋa pakati paʋo, ʋanhurume ʋaciita ɀinonyadza naʋanhurume, ʋakapiwa mukati maʋo muɓairo wakafanira wokurashika kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 saizvozvo vanhurumewo vakasiya basa rakasikirwa munhukadzi, vakakundwa nokuchiva pakati pavo, vanhurume vachiita zvinonyadza navanhurume, vakapiwa mukati mavo mubayiro wakafanira wokurasika kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Ndozvimwechetezvo navarumewo vakarega kutevedza zviri mumasikirwo avo okuti vatorane nomunhukadzi votsva nehavi yokuchivana pachavo, munhurume achiita zvinonyadzisa nomumwe munhurume vachibva vogamuchira mubayiro unokodzera wokukanganisa kwavo ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Ndozvimwechetezvo navarumewo vakarega kutevedza zviri mumasikirwo avo okuti vatorane nomunhukadzi votsva nehavi yokuchivana pachavo, munhurume achiita zvinonyadzisa nomumwe munhurume vachibva vogamuchira mubayiro unokodzera wokukanganisa kwavo ikoko. Viz kapitola |