ƲaRoma 1:25 - Shona BIBLE25 Avo vakatsinhanha zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata nokushumira zvisikwa kupfura Musiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Aʋo ʋakatsinhanha ɀokwaɗi yaMŋari nenhema, ʋakanamata nokushumira cisikwa kupfura Musiki, iye unokudzwa nokusiŋgaperi. Ameni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Avo vakatsinhanha zvokwadi yaMwari nenhema, vakanamata nokushumira zvisikwa kupfura Musiki, iye anokudzwa nokusingaperi. Ameni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nokuti vakatsinhanisa chokwadi chaMwari nenhema. Vakanamata vakashandira chisikwa panokunamata nokushandira musiki anofanira kurumbidzwa nokusingaperi Ameni. Viz kapitola |