ƲaRoma 1:23 - Shona BIBLE23 vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu anofa, neshiri, nemhuka dzina makumbo mana, nezvinokambaira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ʋakashandura kubginya kwaMŋari usiŋgafi, ʋakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu unofa, neshiri, nemhuka dzinamakumbo manna, neɀinokambaira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 vakashandura kubwinya kwaMwari asingafi, vakakuita mufananidzo wakafanana nomunhu anofa, neshiri, nemhuka dzina makumbo mana, nezvinokambaira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mbiri yaMwari asingafi vakaitsinhanisa nezvifananidzo zvakaita savanhu zvavo vanofa kana seshiri kana somhuka kana sezvinozvova napasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mbiri yaMwari asingafi vakaitsinhanisa nezvifananidzo zvakaita savanhu zvavo vanofa kana seshiri kana somhuka kana sezvinozvova napasi. Viz kapitola |