ƲaRoma 1:16 - Shona BIBLE16 Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Nokuti handinyari pamsoro peEvaŋgeri; nokuti isimba raMŋari rokuponesa mumŋe nomumŋe unotenda, kutaŋga muJuda, ʋuye muGiriki ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Nokuti handinyari pamusoro peVhangeri; nokuti isimba raMwari rokuponesa mumwe nomumwe anotenda, kutanga muJudha, uye muGirikiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ndinodaro nokuti handinyari neShoko Rakanaka nokuti iro isimba raMwari rokuponesa munhu wose ane chitendero zvichitangisira kuvaJudha kozouya vaGiriki Viz kapitola |