ƲaRoma 1:14 - Shona BIBLE14 Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ndineŋgaʋa kuʋaGiriki nokuʋatorwa, kuʋakacenjera naʋasina‐kucenjera. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ndine ngava kuvaGiriki nokuvatorwa, kuvakachenjera navasina kuchenjera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ndine zvandinosungirwa kuitira vose vechiGiriki navasiri vaGiriki nokunavakangwara nokuna vasina kungwara. Viz kapitola |