Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 1:13 - Shona BIBLE

13 Handidi kuti musaziva, hama dzangu, kuti kazhinji ndaida kuuya kwamuri, (ndikadziviswa kusvikira zvino), kuti ndive nezvibereko kwamuriwo, sapakati pavamwe vahedheni.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Handiɗi kuti musaziʋa, hama dzaŋgu, kuti kazhinji ndaiɗa kuʋuya kwamuri, (ndikadziʋiswa kuȿikira ɀino), kuti ndiʋe neɀiɓereko kwamuri ʋo, sapakati paʋamŋe ʋahedeni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Handidi kuti musaziva, hama dzangu, kuti kazhinji ndaida kuuya kwamuri, (ndikadziviswa kusvikira zvino), kuti ndive nezvibereko kwamuriwo, sapakati pavamwe vahedheni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Hama dzangu ndingade kuti, munyatsoziva kuti kazhinji ndichida kuti ndiuye kwamuri, asi kusvika pari zvino, ndakatadziswa kuti ndiwane chandingakohwe pakati penyu uye napakati pavamwe vose vechirudzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Hama dzangu ndingade kuti, munyatsoziva kuti kazhinji ndichida kuti ndiuye kwamuri, asi kusvika pari zvino, ndakatadziswa kuti ndiwane chandingakohwe pakati penyu uye napakati pavamwe vose vechirudzi.

Viz kapitola kopírovat

ƲaRoma 1:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy