ƲaRoma 1:1 - Shona BIBLE1 Pauro, muranda waKristu Jesu, akadanwa kuti ave mupostori, akatsaurirwa Vhangeri yaMwari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Pauro, muranda waKristu Jesu, wakaɗanwa kuti aʋe muapostora, wakatsaurirwa Evaŋgeri yaMŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Pauro, muranda waKristu Jesu, akadanwa kuti ave mupostori, akatsaurirwa Vhangeri yaMwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Pauro muranda waJesu Kristu ndakadaidzwa kuti ndive mupositori akatsaurirwa kuparidza Shoko Rakanaka raMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Pauro muranda waJesu Kristu ndakadaidzwa kuti ndive mupositori akatsaurirwa kuparidza Shoko Rakanaka raMwari. Viz kapitola |