ƲaKorose 4:15 - Shona BIBLE15 Ndikwazisirei hama dziri Raodhikia, naNimifa, nesangano riri mumba mavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ndikwazisirei hama dziri Raodikia, naNimfa, nekereke iri mumba maʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Ndikwazisirei hama dziri Raodhikia, naNimifa, nesangano riri mumba mavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndikwazisireiwo hama dziri muRaodhesia naNipfa nesangano riri pamusha pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndikwazisireiwo hama dziri muRaodhesia naNipfa nesangano riri pamusha pake. Viz kapitola |