ƲaKorose 4:14 - Shona BIBLE14 Ruka, chiremba hwehutano inodikanwa, naDhemasi, vanokukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ruka, ŋaŋga inoɗikanwa, naDemasi, ʋanokukwazisai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ruka, n'anga inodikanwa, naDhemasi, vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Ruka, chiremba wapamwoyo naDhemasi vanokukwazisai. Viz kapitola |