ƲaKorose 4:1 - Shona BIBLE1 Madzishe, itirai varanda venyu zvakarurama, zvakaringana; muzive kuti nemiwo muna Ishe kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Madzishe, itirai ʋaranda ʋenyu ɀakarurama, ɀakariŋgana; muziʋe kuti nemi ʋo munaShe kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Madzishe, itirai varanda venyu zvakarurama, zvakaringana; muzive kuti nemiwo muna Ishe kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Vanatenzi batai varanda venyu zvino ruenzaniso uye zvakarurama muchizivawo kuti imi muna tenzi kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Vanatenzi batai varanda venyu zvino ruenzaniso uye zvakarurama muchizivawo kuti imi muna tenzi kudenga. Viz kapitola |