ƲaKorose 3:23 - Shona BIBLE23 Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀose ɀamunoita, muɀiitei nomŋoyo wose, sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Zvose zvamunoita, muzviite nomwoyo wose, sokuna Ishe, musingaitiri vanhu; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Chipi nechipi chamunoita chiitei nomwoyo wose sokunge munoshandira Tenzi, kwete vanhu, Viz kapitola |