ƲaKorose 3:22 - Shona BIBLE22 Varanda, teererai pazvinhu zvose vatenzi venyu panyama; regai kubata basa pamberi pameso avo, savafadzi vavanhu, asi nomwoyo wakarurama muchitya Ishe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ʋaranda, tererai paɀinhu ɀose ʋatenzi ʋenyu panyama; regai kuɓata pamberi pameso aʋo, saʋafadzi ʋaʋanhu, asi nomŋoyo wakarurama mucitya Ishe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Varanda, teererai pazvinhu zvose vatenzi venyu panyama; regai kubata basa pamberi pameso avo, savafadzi vavanhu, asi nomwoyo wakarurama muchitya Ishe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Imi varanda teererai muna zvose vanhu vanenge vari vatenzi venyu pasi pano, kwete zvokubata vanhu kumeso savanhu vokungoda kufadza vanhu. Zviitei nomwoyo mumwechete mutye Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Imi varanda teererai muna zvose vanhu vanenge vari vatenzi venyu pasi pano, kwete zvokubata vanhu kumeso savanhu vokungoda kufadza vanhu. Zviitei nomwoyo mumwechete mutye Tenzi. Viz kapitola |