Online Bible

- Reklamy -




ƲaKorose 3:17 - Shona BIBLE

17 uye zvose zvamunoita, kana zviri zveshoko kana basa, itai zvose nezita raIshe Jesu, muchivonga Mwari Baba naye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 ʋuye ɀose ɀamunoita, kana ɀiri ɀeshoko kana ɓasa, itai ɀose nezita raShe Jesu, muciʋoŋga Mŋari Ƃaɓa naye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 uye zvose zvamunoita, kana zviri zveshoko kana basa, itai zvose nezita raIshe Jesu, muchivonga Mwari baba naye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Chiri chose chamunoita, kungave kutaura kana kuita, zviitei muzita raTenzi Jesu, muchitsvitsirwa naye kutenda kwenyu kuna Baba.

Viz kapitola kopírovat




ƲaKorose 3:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy