ƲaKorose 3:14 - Shona BIBLE14 Zvino pamusoro pezvinhu izvi zvose fukai rudo, ndicho chisungo chinokwanisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino pamsoro peɀinhu iɀi ɀose fukai ruɗo, ndico cisuŋgo cinokwanisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino pamusoro pezvinhu izvi zvose fukai rudo, ndicho chisungo chinokwanisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Pamusoro paizvozvi pfekai rudo runobatanidza zvose pamwechete mukuwirirana chaiko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Pamusoro paizvozvi pfekai rudo runobatanidza zvose pamwechete mukuwirirana chaiko. Viz kapitola |