ƲaKorose 2:15 - Shona BIBLE15 akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akaparadza ʋaɓati namasimba, akaʋaɓuɗisa pacena, akaʋakunda mauri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akaparadza vabati namasimba, akavabudisa pachena, akavakunda mauri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akabvutira veukuru ukuru vaya namadzishe aya zvombo zvavo zvokurwisa achivaita ivo muenzaniso unoonekwa nani nani zvake achivakurira pachiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akabvutira veukuru ukuru vaya namadzishe aya zvombo zvavo zvokurwisa achivaita ivo muenzaniso unoonekwa nani nani zvake achivakurira pachiri. Viz kapitola |